Genesisi 41:51
Genesisi 41:51 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Josefa akatumidza dangwe rake zita rokuti Manase akati, “Nokuti Mwari akaita kuti ndikanganwe kutambudzika kwangu kwose navose veimba yababa vangu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 41Genesisi 41:51 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Josefa akatumidza wedangwe zita rinonzi Manase, achiti, “Nokuti Mwari akandikanganwisa kutambudzika kwangu kwose neimba yababa vangu yose.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 41Genesisi 41:51 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Josefi akatumidza mwana wake wedangwe zita rokuti Manase achiti, “Mwari andibatsira kukanganwa nhamo dzangu nemhuri yababa vangu yose.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 41