Genesisi 41:52
Genesisi 41:52 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Josefi akatumidza mwana wake wechipiri zita rokuti Efuremu, akati, “Mwari andipa vana ndiri munyika yenhamo yangu mandiri.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 41Genesisi 41:52 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mwanakomana wake wechipiri akamutumidza zita rokuti Efuremu akati, “Nokuti Mwari akaita kuti ndive nezvibereko munyika yokutambudzika kwangu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 41Genesisi 41:52 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zita rowechipiri akaritumidza Efuremu, achiti, “Nokuti Mwari akandiberekesa vana panyika yokutambudzika kwangu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 41