Genesisi 42:6
Genesisi 42:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino Josefa akanga ari mubati wenyika; ndiye aitengesa zviyo kuvanhu vayo vose. Saka madzikoma aJosefa akati asvika, vakakotamira pasi kwaari nezviso zvavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 42Genesisi 42:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Josefa akanga ari mubati wenyika; ndiye aitengesera vanhu vose venyika; vakoma vaJosefa vakauya, vakamupfugamira, zviso zvavo zvakatarira pasi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 42Genesisi 42:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Josefi aiva changamire munyika yeIjipiti. Ndiye aitengesera vanhu vose venyika iyoyo zvokudya. Vakoma vaJosefi vakasvikomugwadamira uso vakati pasi kota kota vachimuremekedza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 42