Genesisi 42:7
Genesisi 42:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Josefa achingoona madzikoma ake, akavaziva, asi akaita seasingavazivi uye akataura navo nehasha. Akati, “Munobvepi imi?” Ivo vakati, “Tinobva kunyika yeKenani, tauya kuzotenga zvokudya.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 42Genesisi 42:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Josefa akaona vakoma vake, akavaziva, asi akaita saasingavazivi, akataura nehasha navo, akati kwavari, “Mabvepiko?” Ivo vakati, “Tabva kunyika yeKenani kuzotenga zvokudya.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 42Genesisi 42:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Josefi akaona vakoma vake akavaziva, asi akavabata sevatorwa akataura navo achivajinyura achiti, “Mabva kupiko?” Ivo vakati, “Tabva kunyika yeKanani, tauya kuzotenga zvokudya.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 42