Genesisi 45:3
Genesisi 45:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Josefi akaudza vakoma navanun'una vake kuti, “Ndini Josefi! Baba vangu vachiri vapenyu here?” Vakoma navanun'una vake vakashaya romuromo nazvo ndokuti tuzu voshamiswa kuti inga chokwadi ndiye.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 45Genesisi 45:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Josefi akaudza vakoma navanun'una vake kuti, “Ndini Josefi! Baba vangu vachiri vapenyu here?” Vakoma navanun'una vake vakashaya romuromo nazvo ndokuti tuzu voshamiswa kuti inga chokwadi ndiye.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 45Genesisi 45:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Josefa akati kuhama dzake, “Ndini Josefa! Ko, baba vangu vachiri vapenyu here?” Asi hama dzake hadzina kugona kumupindura, nokuti vakanga vachitya pamberi pake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 45