Genesisi 45:5
Genesisi 45:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino regai zvenyu kusuruvara kana kuzvishatirirwa pamusana pokuti makanditengesa nokuti Mwari akafanondiunza kuno kuti ndibatsire kuchengetedza upenyu hwavanhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 45Genesisi 45:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Zvino regai zvenyu kusuruvara kana kuzvishatirirwa pamusana pokuti makanditengesa nokuti Mwari akafanondiunza kuno kuti ndibatsire kuchengetedza upenyu hwavanhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 45Genesisi 45:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye zvino, musatambudzika uye musazvitsamwira nokuda kwokuti makanditengesa kuno, nokuti Mwari akandituma mberi kwenyu kuti ndigoponesa upenyu hwavanhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 45