Genesisi 45:6
Genesisi 45:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Izvozvi tava mugore rechipiri renzara, asi kwasara mamwe makore mashanu achange asina munhu anozorima kana kukohwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 45Genesisi 45:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Izvozvi tava mugore rechipiri renzara, asi kwasara mamwe makore mashanu achange asina munhu anozorima kana kukohwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 45Genesisi 45:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti pava namakore maviri zvino nzara yava munyika, uye makore mashanu ari kutevera kuchange kusingarimwi kana kukohwewa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 45