Genesisi 46:3
Genesisi 46:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mwari ndokuti, “Ndini Mwari, Mwari wababa vako. Usatye hako kuenda kuIjipiti nokuti vana vako ndichavaita rudzi rukuru ikoko.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 46Genesisi 46:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Mwari ndokuti, “Ndini Mwari, Mwari wababa vako. Usatye hako kuenda kuIjipiti nokuti vana vako ndichavaita rudzi rukuru ikoko.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 46Genesisi 46:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mwari akati, “Ndini Mwari, iye Mwari wababa vako. Usatya kuenda kuIjipiti, nokuti ndichakuita rudzi rukuru ikoko.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 46