Genesisi 46:30
Genesisi 46:30 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Isiraeri akazoti kunaJosefi, “Zvino ndingachifa zvangu nokuti ndakuona uri mupenyu!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 46Genesisi 46:30 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Isiraeri akazoti kunaJosefi, “Zvino ndingachifa zvangu nokuti ndakuona uri mupenyu!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 46Genesisi 46:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Israeri akati kuna Josefa, “Zvino ndagadzirira kufa, sezvo ndazvionera pachangu kuti uchiri mupenyu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 46