Genesisi 46:4
Genesisi 46:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndichaenda newe kuIjipiti, ndichazodzosazve vana vako kuno. Pakufa kwako Josefi ndiye achakudzora maziso achikupeta.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 46Genesisi 46:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndichaburuka kuIjipiti pamwe chete newe, uye zvirokwazvo ndichakudzosazve. Uye ruoko rwaJosefa chairwo ndirwo ruchazarira meso ako.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 46Genesisi 46:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
ndichaburukira Ijipiti newe, ndigokudzosazve zvirokwazvo; Josefa ndiye achatsika meso ako.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 46