VaHebheru 11:11
VaHebheru 11:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokutenda Abhurahama, kunyange zvake akanga apfuura zera, uye Sara pachake akanga asingabereki, akapiwa simba rokuva baba, nokuti akati iye akamupikira akatendeka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 11VaHebheru 11:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokutenda naiye Sara akapiwa simba rokutora mimba, kunyange akanga achembera, nokuti akati iye akamupikira akatendeka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 11VaHebheru 11:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pamusana pechitendero Sara pachake akagamuchira simba rokubata pamuviri kunyange akanga apfuura pazera rokubereka nokuti akati iye akanga avatsidzira akatendeka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 11