VaHebheru 11:3
VaHebheru 11:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokutenda tinonzwisisa kuti nyika yakaitwa nokurayira kwaMwari, zvokuti zvinhu zvinoonekwa zvakaitwa kubva pane zvinhu zvisingaonekwi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 11VaHebheru 11:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokutenda tinonzwisisa kuti nyika dzakanatsorongedzwa nezwi raMwari, naizvozvo zvinhu, zvinoonekwa, hazvina kuitwa nezvinhu zvinoonekwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 11VaHebheru 11:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pamusana pechitendero tinonzwisisa kuti nyika yakasikwa nezwi raMwari zvokuti zvinooneka zvakaitwa zvichibva mune zvisingaoneki.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 11