VaHebheru 4:13
VaHebheru 4:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Hakuna chisikwa chakavanzika pamberi paMwari. Zvinhu zvose zviri pachena uye zvakafukurwa pameso aiye watinofanira kuzvidavirira kwaari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 4VaHebheru 4:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Hakuna chisikwa chisingaonekwi naye, asi zvinhu zvose zvakafukurwa nokuzarurwa pameso aiye watinofanira kuzvidavirira kwaari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 4VaHebheru 4:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kwaari hakuna chisikwa chakavandika, zvose zvakangoti pachena yacha, zvisina chazvakapfeka, zvichinyatsoonekwa kwaari nemeso ake kuna iyeyo kwatichanozvidavirira zviito zvedu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 4