VaHebheru 9:14
VaHebheru 9:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ko, kuzoti zvino iro ropa raKristu, uyo kubudikidza noMweya unogara nokusingaperi, akazvipa, asina chaangapomerwa kuna Mwari, akachenesa hana dzedu kubva pamabasa ose anotungamirira kurufu, kuitira kuti tigoshumira Mwari Mupenyu!
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 9VaHebheru 9:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
zvikuru sei ropa raKristu iye wakazviita noMweya usingaperi chibayiro kuna Mwari, chisina chachingapomerwa, richanatsa hana dzedu pamabasa akafa, kuti tishumire Mwari mupenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 9VaHebheru 9:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
ko kutozoti ropa raKristu asina chinoshoreka akazvipira nokuna Mweya nyakugara aripo, rinochenesa zvakadii hana dzenyu kubva kumabasa akafa kuti mushandire Mwari mupenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 9