Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaHebheru 9:17 - Enzanisa Shanduro Dzose

VaHebheru 9:17 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

nokuti nhaka yakanyorwa ine simba chete kana munhu afa; haina simba kana akaiita achiri mupenyu.

Pakurirana nevamwe
VaHebheru 9 BDSC

VaHebheru 9:17 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Nokuti chido chenhaka chine simba kana vanhu vafa; nokuti haitongovi nesimba kana akachiita achiri mupenyu.

Pakurirana nevamwe
VaHebheru 9 SNA2002

VaHebheru 9:17 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Nokuti testamente inesimba kana ʋanhu ʋafa; nokuti haitoŋgoʋi nesimba kana wakaiita aciri mupenyu.

Pakurirana nevamwe
VaHebheru 9 SUB1949

VaHebheru 9:17 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Nokuti zvakanyorwa zvenhaka zvinotanga kuva nebasa pakufa. Hazvigoni kuva nebasa iye akazvinyora achiri mupenyu.

Pakurirana nevamwe
VaHebheru 9 SCLB

VaHebheru 9:17 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Nokuti zvakanyorwa zvenhaka zvinotanga kuva nebasa pakufa. Hazvigoni kuva nebasa iye akazvinyora achiri mupenyu.

Pakurirana nevamwe
VaHebheru 9 SCLBD