VaHebheru 9:22
VaHebheru 9:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvirokwazvo, murayiro unoda kuti zvinhu zvinenge zvose zvinatswe neropa, uye pasina kuteurwa kweropa hapana kuregererwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 9VaHebheru 9:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvirokwazvo, tingati pamurayiro zvinhu zvinenge zvose zvinonatswa neropa; uye kana kusina ropa rinoteurwa, hakuna ruregerero.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 9VaHebheru 9:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Uye maererano nomutemo tingangoti zvinhu zvose zvinochenurwa chete neropa. Pasina kudeurwa kweropa hapana kuregererwa kwezvitadzo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 9