VaHebheru 9:27
VaHebheru 9:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Sezvo munhu akatemerwa kufa kamwe chete uye shure kwaizvozvo agotongwa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 9VaHebheru 9:27 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Uye vanhu zvavakatemerwa kuti vafe kamwechete, kutongeswa kugotevera
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 9VaHebheru 9:27 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Izvi zvakangogara zvakatemwa kuti munhu anofanira kufa kamwechete; mushure mokufa kunouya kutongwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 9