Hosea 11:1
Hosea 11:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Israeri paakanga achiri muduku, ndaimuda, uye ndakadana mwanakomana wangu kubva kuIjipiti.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 11Hosea 11:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Isiraeri achiri mwana muduku, ndaimuda, ndikadana mwanakomana wangu abve Ijipiti.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 11Hosea 11:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Isiraeri paakanga achiri mwana mudiki, ndaimuda. Ndakadaidza mwana wangu iyeyu kubva kuIjipiti.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 11