Hosea 4:6
Hosea 4:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vanhu vangu vanoparadzwa nokuda kwokushayiwa zivo. “Sezvo maramba zivo, ini ndinokurambaiwo savaprista vangu; nokuti makashayira hanya murayiro waMwari wenyu, ini ndichashayirawo hanya vana venyu.
Hosea 4:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vanhu vangu vaparadzwa nokushaiwa zivo; zvawaramba zivo, neni ndichakurambawo, kuti urege kuva mupristi wangu; zvawakanganwa murayiro waMwari wako, neniwo ndichakanganwa vana vako.
Hosea 4:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vanhu vangu vaparara nokushaya ruzivo pamusana pokuti iwe wakaramba ruzivo, iniwo ndinokuramba kuti uve mupristi kwandiri. Pamusana pokukanganwa kwawakaita mutemo waMwari wako, iniwo pachangu ndichakanganwawo vana vako.
Hosea 4:6 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ʋanhu ʋaŋgu ʋaparadzwa nokushaiwa ziʋo; ɀawaramba ziʋo, neni ndicakuramba ʋo, kuti urege kuʋa muprista waŋgu; ɀawakaŋganwa murairo waMŋari wako, neni ʋo ndicakaŋganwa ʋana ʋako.
Hosea 4:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)