Hosea 6:6
Hosea 6:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti ndinoda ngoni, kwete zvibayiro, nokuziva Mwari kupfuura zvipiriso zvinopiswa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 6Hosea 6:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti ndinoda rudo, handidi zvibayiro, uye kuziva Mwari kupfuura zvipiriso zvinopiswa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 6Hosea 6:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndinodaro nokuti chandinoda ini, rudo chairwo kwete zvibayiro, uye kuziva Mwari pane kupirwa mipiro yokupisa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 6