Isaya 11:4
Isaya 11:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
asi nokururama achatongera varombo, nokururamisira achatongera vanyoro vapanyika. Acharova nyika neshamhu yomuromo wake; nokufema kwemiromo yake achauraya vakaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 11Isaya 11:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
asi achatongera varombo nokururama, achatambira vanyoro venyika mhaka dzavo zvakarurama; acharova nyika neshamhu yomuromo wake, achavauraya vakaipa nomweya wemiromo yake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 11Isaya 11:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
asi kuti achatonga varombo zvakarurama achipipirira vatamburi vepanyika uye nyika achairova neshamhu yomuromo wake nefemo romuromo wake anopfuudza vakaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 11