Isaya 11:6
Isaya 11:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Bere richagara negwayana, ingwe ichavata pasi nembudzi, mhuru neshumba nezvakakodzwa zvichafura pamwe chete; uye mwana mudiki achazvitungamirira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 11Isaya 11:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Bere richagara negwayana, ingwe ichavata pasi nembudzana, nemhuru nomwana weshumba nechipfuwo chakakora pamwechete; uye mwana muduku achadzitungamirira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 11Isaya 11:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mhumhi ichagarisana zvayo nehwayana mbada icharara zvayo pamwechete nembudzana, mhuru neshumba nechigondora chakakora zviri pamwechetewo, zvichifudzwa zvazvo nemwana muduku.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 11