Isaya 11:9
Isaya 11:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Hazvingazokuvadzi kana kuparadza pagomo rangu rose dzvene, nokuti nyika ichazara nokuziva Jehovha semvura zhinji inofukidza gungwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 11Isaya 11:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Hazvingakuvadzi kana kuparadza pagomo rangu rose dzvene, nokuti nyika yose ichazara nokuziva Jehovha, sezvinofukidza mvura pasi pegungwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 11Isaya 11:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Hazvizombokuvadza kana kuparadza mugomo rangu rose rinoera nokuti panyika pachange zvino pazara nokuziva Tenzi sokuzadza kunoita mvura gungwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 11