Isaya 13:7 - Enzanisa Shanduro Dzose
Isaya 13:7 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo maoko ose achashaya simba, mwoyo mumwe nomumwe wavanhu uchanyungudika.
Pakurirana nevamwe
Isaya 13 BDSCIsaya 13:7 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saka maoko ose achashayiwa simba, nomwoyo mumwe nomumwe wavanhu uchanyauka
Pakurirana nevamwe
Isaya 13 SNA2002Isaya 13:7 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Saka maʋoko ose acashaiwa simba, nomŋoyo mumŋe nomumŋe waʋanhu ucanyauka
Pakurirana nevamwe
Isaya 13 SUB1949Isaya 13:7 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo maoko ose acharukutika munhu wose acharohwa nehana
Pakurirana nevamwe
Isaya 13 SCLBIsaya 13:7 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Naizvozvo maoko ose acharukutika munhu wose acharohwa nehana
Pakurirana nevamwe
Isaya 13 SCLBD