Isaya 23:18
Isaya 23:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi zvarakashambadzira uye nomubayiro waro zvichatsaurirwa Jehovha; hazvingachengetwi kana kuvigwa. Zvarakashambadzira zvichaendeswa kuna avo vanogara pamberi paJehovha, kuti vave nezvokudya zvakawanda nenhumbi dzakanaka.
Isaya 23:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvarakahsambadzira, nomubayiro waro, zvichava zvitvsene kuna Jehovha; hazvingachengetwi kana kuvigwa; nokuti zvarakashambadzira zvichava zvavanogara pamberi paJehovha, kuti vagute kwazvo, vafuke nguo dzakanaka.
Isaya 23:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvamabhindauko aro nezvebasa raro rokuzvitengesa zvichava zvinotopirwa kuna Tenzi, hazvizochengetwa kana kuvigwa asi kuti mabhindauko aro achatozowanisa vanogara pana Tenzi zvokudya nezvokupfeka zvakawanda.
Isaya 23:18 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀarakashambadzira, nomuɓairo waro, ɀicaʋa ɀitȿene kunaJehova; haɀiŋgaceŋgetwi kana kuʋigwa; nokuti ɀarakashambadzira ɀicaʋa ɀaʋanogara pamberi paJehova, kuti ʋagute kwaɀo, ʋafuke ŋguʋo dzakanaka.