Isaya 25:1
Isaya 25:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Haiwa, Jehovha ndimi Mwari wangu; ndichakukudzai uye ndicharumbidza zita renyu, nokuti nokutendeka kukuru makaita zvinhu zvinoshamisa, zvinhu zvamakaronga kare kare.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 25Isaya 25:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jehovha, ndimi Mwari wangu! Ndicharumbidza zita renyu; nokuti makaita zvinoshamisa, izvo zvamakafunga kare nokutendeka nezvokwadi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 25Isaya 25:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Imi Tenzi, ndimi Mwari wangu, ndinokukudzai ndichirumbidza zita renyu, nokuti makaita zvinhu zvinoshamisa zvamakaronga kare kare zvino kutendeseka kwechokwadi
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 25