Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Isaya 25:3 - Enzanisa Shanduro Dzose

Isaya 25:3 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Naizvozvo vanhu vane simba vachakukudzai; maguta endudzi dzine utsinye achakuremekedzai.

Pakurirana nevamwe
Isaya 25 BDSC

Isaya 25:3 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Naizvozvo rudzi rukuru ruchakukudzai; guta ramarudzi avanhu vanotyisa richakutyai.

Pakurirana nevamwe
Isaya 25 SNA2002

Isaya 25:3 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Naiɀoɀo rudzi rukuru rucakukudzai; guta ramarudzi aʋanhu ʋanotyisa ricakutyai.

Pakurirana nevamwe
Isaya 25 SUB1949

Isaya 25:3 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Naizvozvo vanhu vane simba vachakurumbidzai, maguta avanhu voutsinye achakutyai

Pakurirana nevamwe
Isaya 25 SCLB

Isaya 25:3 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Naizvozvo vanhu vane simba vachakurumbidzai, maguta avanhu voutsinye achakutyai

Pakurirana nevamwe
Isaya 25 SCLBD