Isaya 32:18
Isaya 32:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vanhu vangu vachagara munzvimbo dzorugare, mumisha yakachengetedzeka, munzvimbo dzokuzorora dzakadzikama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 32Isaya 32:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vanhu vangu vachagara paugaro vane rugare, napadzimba dzakasimba, napanzvimbo dzokuzorora dzakadzikama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 32Isaya 32:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vanhu vangu vachagara mumisha ine rugare mudzimba dzisina njodzi dzokuzororera dzine runyararo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 32