Isaya 42:9
Isaya 42:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Chionaika kuti, zvinhu zvakare zvakatoitika zvino ndava kukuzivisai zvinhu zvitsva nguva yokuitika kwazvo isati yasvika, ndava kufanokutaurirai nezvazvo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 42Isaya 42:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Tarira, zvinhu zvakare zvaitika, uye ndiri kutaura zvinhu zvitsva; izvo zvisati zvavapo ndinozvizivisa kwamuri.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 42Isaya 42:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Tarirai, zvinhu zvakare zvaitika, ndinoparidza zvinhu zvitsva; ndinokuudzai izvozvo zvisati zvabukira.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 42