Isaya 43:15
Isaya 43:15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndini Jehovha, Mutsvene wenyu, Musiki waIsiraeri, Mambo wenyu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 43Isaya 43:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndini Jehovha, Mutsvene Wenyu, Musiki waIsraeri, Mambo wenyu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 43Isaya 43:15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ini ndini Tenzi, iye Anoera wenyu, Musiki weIsiraeri, Mambo wenyu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 43