Isaya 43:3
Isaya 43:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndinodaro nokuti ini Tenzi ndini Mwari wako iye Anoera waIsiraeri mununuri wako. Ndiri kupa Ijipiti kuti ive chokukutsikinurisa nacho, Itiopia neSebha dzive dzokutsiva iwewe
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 43Isaya 43:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Ndinodaro nokuti ini Tenzi ndini Mwari wako iye Anoera waIsiraeri mununuri wako. Ndiri kupa Ijipiti kuti ive chokukutsikinurisa nacho, Itiopia neSebha dzive dzokutsiva iwewe
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 43Isaya 43:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti ndini Jehovha, Mwari wako, Mutsvene waIsraeri, Muponesi wako; ndinopa Ijipiti kuti ive rusununguko rwako, Etiopia neShebha pachinzvimbo chako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 43