Isaya 43:4
Isaya 43:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti kwandiri, iwe wakakosha unoremekedzeka uye ndinokuda. Ndinobvisa vanhu kukutenga iwe, vanhu vokutsinhanisa noupenyu hwako
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 43Isaya 43:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
nokuti kwandiri, iwe wakakosha unoremekedzeka uye ndinokuda. Ndinobvisa vanhu kukutenga iwe, vanhu vokutsinhanisa noupenyu hwako
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 43Isaya 43:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Sezvo uchikosha uye uchikudzwa pamberi pangu, uye nokuti ndinokuda, ndichaisa vanhu panzvimbo yako, namarudzi avanhu pachinzvimbo choupenyu hwako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 43