Isaya 43:5
Isaya 43:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Usatya, nokuti ndinewe; ndichauyisa vana vako kubva kumabvazuva, ndichakuunganidzai kubva kumavirira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 43Isaya 43:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Usatya hako, nokuti ndinewe; ndichauyisa vana vako vabve kumabvazuva, nokukuunganidza ubve kumavirazuva
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 43Isaya 43:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Usatye nokuti ndinewe, vana vako ndichavaunza kubva kumabvazuva ndichikukokorodzai kubva kumadokero.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 43