Isaya 45:22
Isaya 45:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
“Tendeukirai kwandiri muponeswe imi vekwose kwakaperera nyika ndinodaro nokuti ini ndini Mwari hakuna mumwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 45Isaya 45:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Dzokerai kwandiri mugoponeswa, imi mose migumo yenyika; nokuti ndini Mwari, uye hakuna mumwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 45Isaya 45:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Tarirai kwandiri muponeswe, imi mativi ose enyika; nokuti ndini Mwari, hakuna mumwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 45