Isaya 45:7
Isaya 45:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndinoumba chiedza uye ndinosika rima, ndinoita rugare uye ndinosika njodzi; ini Jehovha, ndini ndinoita zvinhu izvi zvose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 45Isaya 45:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndini ndinoumba chiedza, nokusika rima; ndinoita rugare, nokusika njodzi; ndini Jehovha, anoita zvinhu izvi zvose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 45Isaya 45:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndini ndinoita kuti chiedza chivepo ndichisikawo rima. Ndini ndinoita kuti kuve nokugarika. Ndini ndinounza pfumvu. Ndini iyeni Tenzi ndinoita zvinhu zvese izvozvi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 45