Isaya 57:1
Isaya 57:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vakarurama vanoparara, uye hakuna anofunga izvi mumwoyo make; vanhu vanoda Mwari vanobviswa, uye hakuna anonzwisisa kuti vakarurama vanobviswa kuti vanunurwe kubva pane zvakaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 57Isaya 57:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akarurama anoparara, asi hakuna munhu ane hanya nazvo; navanoda Mwari vanobviswa, kusina munhu anorangarira kuti vakarurama vanobviswa pazvakaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 57Isaya 57:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mururami anoparara zvake pasina anombozviitirawo hanya, vanamati chaivo vachitorwa pasina anozvinzwisisa, nokuti vakarurama anobviswa munhamo
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 57