Isaya 6:5
Isaya 6:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo ndakachema ndichiti, “Ndine nhamo! Ndaparara! Nokuti ndiri munhu ane miromo ine tsvina uye ndigere pakati pavanhu vane miromo ine tsvina uye meso angu aona Mambo, Jehovha Wamasimba Ose.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 6Isaya 6:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo ndikati, “Ndine nhamo! Nokuti ndoparara, nokuti ndiri munhu wemiromo yakan'ora, ndigere pakati pavanhu vemiromo yakan'ora; nokuti meso angu akaona Mambo; Jehovha wehondo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 6Isaya 6:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndakati, “Maiwe-e, maiwe-e zvangu inga ndaparara nokuti ndiri munhu ane miromo yakan'ora uye ndigere pakati pavanhu vane miromo yakan'ora nokuti ini nameso angu ndaona Mambo, Tenzi wehondo nehondo!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 6