Isaya 6:9
Isaya 6:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Iye akati, “Enda undoudza vanhu ava uti, “ ‘Munogara muchinzwa, asi hamumbonzwisisi; munogara muchiona, asi hamuonesesi.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 6Isaya 6:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Iye akati, “Enda, unondoudza vanhu ava, uti, ‘Rambai henyu muchinzwa, asi musanzwisisa, rambai henyu muchiona, asi musaonesesa.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 6Isaya 6:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ivo ndokuti, “Enda utaurire vanhu ava kuti, ‘Zvokuteereresa, regaika zvenyu kuteerera, handiti mungadaro mukazonzwisisa; kana zvokunyatsotarisisa, regaika zvenyu kutarisa handiti mungadaro mukazoona here.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 6