Jakobho 2:22
Jakobho 2:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Unoona kuti kutenda kwake uye namabasa ake zvaibata pamwe chete, uye kutenda kwake kukazadziswa nezvaakaita.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 2Jakobho 2:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Unoona kuti kutenda kwake kwakabata pamwechete namabasa ake, uye kuti kutenda kwake kwakakwaniswa namabasa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 2Jakobho 2:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Unozviona kuti chitendero chavo namabasa avo zvaishanda pamwechete, chitendero chakazadzikiswa namabasa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 2