Jakobho 2:24
Jakobho 2:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Unoona kuti munhu anoruramisirwa nokuda kwezvaanoita, kwete nokutenda bedzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 2Jakobho 2:24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Munoona kuti munhu anoruramiswa namabasa, haaruramiswi nokutenda bedzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 2Jakobho 2:24 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munozvionawo kuti munhu anoruramiswa namabasa kwete nechitendero choga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 2