Vatongi 21:1
Vatongi 21:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Varume veIsraeri vakanga vaita mhiko paMizipa vachiti: “Hapana mumwe wedu acharoodza mwanasikana wake kumuBhenjamini.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Vatongi 21Vatongi 21:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino varume vaIsiraeri vakanga vapika paMizipa, vachiti, “Hakuna mumwe wedu uchapa muBhenjamini mukunda wake, kuti ave mukadzi wake.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Vatongi 21Vatongi 21:1 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀino ʋarume ʋaIsraeri ʋakaŋga ʋapika paMizpa, ʋaciti: Hakunomumŋe weɗu ucapa muBenjamini mukunda wake, kuti aʋe mukadzi wake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Vatongi 21