Vatongi 6:16
Vatongi 6:16 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tenzi ndokuti, “Pamusana pokuti ndinenge ndinewe uchauraya vaMidhiani sokunge uri kuuraya munhu mumwechete.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Vatongi 6Vatongi 6:16 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Tenzi ndokuti, “Pamusana pokuti ndinenge ndinewe uchauraya vaMidhiani sokunge uri kuuraya munhu mumwechete.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Vatongi 6Vatongi 6:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha akapindura akati, “Ndichava newe, uye iwe uchauraya vaMidhiani vose pamwe chete.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Vatongi 6