Jeremia 15:16
Jeremia 15:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mashoko enyu paakasvika ndakaadya; akanga ari mufaro wangu nokufadzwa kwomwoyo wangu, nokuti ndakatumidzwa zita renyu, imi Jehovha Mwari Wamasimba Ose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 15Jeremia 15:16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mashoko enyu akawanikwa, ndikaadya; mashoko enyu akava mufaro wangu nokufadzwa kwomwoyo wangu; nokuti ndakatumidzwa nezita renyu, imi Jehovha, Mwari wehondo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 15Jeremia 15:16 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Shoko renyu pandariwana ndarizeya mazwi enyu iwayo aindipa mufaro ariwo angu akanga ari mazwi apamwoyo andinofarira nokuti ndinodaidzwa nezita renyu imi Tenzi, Mwari wehondo nehondo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 15