Jeremia 15:21
Jeremia 15:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Ndichakuponesa kubva mumaoko avakaipa uye ndichakudzikinura pamaoko avano utsinye.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 15Jeremia 15:21 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndichakurwira pamaoko avakaipa, nokukudzikinura pamaoko avanotyisa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 15Jeremia 15:21 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Ndichakuponesa mumaoko mavakaipa ndichikununura kana wabatwa navanhu voutsinye.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 15