Jeremia 37:15
Jeremia 37:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ivo vakatsamwira Jeremia vakaita kuti arohwe uye kuti aiswe mutorongo mumba maJonatani munyori, yavakanga vaita torongo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 37Jeremia 37:15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Machinda akaitira Jeremiya hasha, akamurova, ndokumuisa mutorongo mumba momunyori Jonatani; nokuti vakanga vaiita torongo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 37Jeremia 37:15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Machinda akabva apengera Jeremiya nehasha, vakamurova vakamuisa mujeri mumba yomunyori, Jonatani nokuti yakanga yaitwa jeri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 37