Jeremia 37:17
Jeremia 37:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo mambo Zedhekia akatuma nhume kundomutora akaita kuti aiswe kumuzinda, kwaakamubvunza pakavanda, achiti, “Pane shoko rabva kuna Jehovha here?” Jeremia akapindura akati, “Hongu, muchaiswa muruoko rwamambo weBhabhironi.”
Jeremia 37:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
mambo Zedhekia akatuma nhume kuzomutora, mambo akamubvunza chinyararire mumba make, achiti, “Kune shoko rinobva kuna Jehovha here?” Jeremiya akati, “Ririko.” Akatiwo, “Imi muchaiswa muruoko rwamambo weBhabhironi.”
Jeremia 37:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
mambo Zedhekiya akatuma vanhu kundomutora ndokubva amugamuchira. Mambo akamubvunza muchivande mumuzinda make kuti, “Pane shoko rabva kuna Tenzi here?” Jeremiya akati, “Hongu riripo.” Akabva ati, “Imimi muchaiswa mumaoko amambo weBhabhironi.”
Jeremia 37:17 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
mambo Zedekia akatuma nhume kuzomutora, mambo akamubvunza cinyararire mumba make, aciti: Kuneshoko rinobva kunaJehova here? Jeremia akati: Riri’ko. Akati ʋo: Imi mucaiswa muruʋoko rwamambo weBabironi.
Jeremia 37:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)