Jeremia 44:18
Jeremia 44:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi kubva patakamira kupisira zvinonhuhwira kuna Mambokadzi woKudenga nokudururira zvipiriso zvokunwa kwaari, hapana chatakawana uye tanga tichingofa nomunondo nenzara.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 44Jeremia 44:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi kubvira panguva yatakarega kupisira vahosi vokudenga zvinonhuwira, nokuvadururira zvipiriso zvinodururwa, takashaiwa zvose, tikapedzwa nomunondo nenzara.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 44Jeremia 44:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi kubvira panguva yatakaregera kupisira rusenzi kune hosi yedenga nokuipira mupiro wokuteura takava vanhu vasina chinhu tikabva taparadzwa nebakatwa nenzara.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 44