Jobho 13:16
Jobho 13:16 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Izvozvi ndizvo zvichandinunura nokuti munhu asiri munamati haangaiti chivindi chokuenda pana Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 13Jobho 13:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvirokwazvo, uku ndiko kuchava kuponeswa kwangu, nokuti hakuna munhu asina umwari achasvika pamberi pake!
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 13Jobho 13:16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndirwowo ruchava ruponeso rwangu, Kuti munhu asingatendi Mwari haangasviki pamberi pake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 13