Jobho 20:4-5
Jobho 20:4-5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Unoziva wani kuti kubvira pasi chigare, kubvira pakaiswa munhu panyika, rufaro rwavakaipa rupfupi. Kupembera kwavakang'ora ndekwechinguvana chete.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 20Jobho 20:4-5 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Hauɀiziʋi here kuti kubva karekare, Kubva pakuiswa kwomunhu panyika, Kuti kufara kwaʋakaipa hakuneŋguʋa huru, Nomufaro waʋasiŋgaɗi Mŋari kuti ndoweciŋguʋa?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 20Jobho 20:4-5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Zvirokwazvo unoziva zvazvakanga zvakaita kubva kare, kubvira pakaiswa munhu panyika, kuti kufara kwavakaipa kupfupi, mufaro wavasina Mwari ndowenguva duku.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 20