Jona 3:10
Jona 3:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mwari akaona zvavakaita, kuti vakatendeuka panzira yavo yakaipa, Mwari akazvidemba pamusoro pezvakaipa zvaakati ndichavaitira; akasazviita.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jona 3Jona 3:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mwari akati aona zvavakaita uye kutendeuka kwavakaita kubva panzira dzavo dzakaipa, akavanzwira tsitsi akasauyisa kuparadzwa pamusoro pavo sezvaaida kuvaitira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jona 3Jona 3:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mwari paakaona zvavakanga vaita izvi zvokukanda pasi kwavakaita maitiro avo akaipa, akazvidzora akarega kuvaonesa nhamo yaakanga ati achauyisa kwavari. Saka haana kuzozviita.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jona 3